Madam Boss has responded to a death prophecy levelled against her saying this year she might get killed in the name of prophecy.

https://www.instagram.com/p/CHxtJfTAMSs/?igshid=n2v53k6bma74

Below is the death prophecy by Madzibaba.

Mangwanani akanaka varanda vashe, nemutsa.

Svondo rapera iri ndakanzwa mumwe muporofita aiti arikoneswa nedenga paine 1 female celebrity or actress achapindana nenjodzi munguva irikutevera iyi. Ini ndikati kana chirichokwadi ndine nharo nazvo ndoda kubvunza iye mwari wacho kana ndakatumwa naye kuzobata basa rake hazvingaitike ndisingazive hazviite. Nhasi uno ndaratidzwa zvose sezvazviri asi ndanzi na ishe nokuda kokuzvitutumadza kwake murandakadzi uyu kunyangwe ukamunyeurira haambokupindure asi ndangoti ndikuzivisei vanhu mugare mazviziva kune vanomufarira vese munamatirewo Amai vanozviti Tyra or madam boss handidi mari yake, handidi pfuma yake sezvaachagona kufungidzira kuti ndozvandirikuda. Asi 28 December kana muine rwendo rwamuchaita seMhuri ndapota zvirinani tangai mabatwa musoro, because if you ask anyone who sees in the spirit, will see what I’m seeing right now. Ndatopedza shamwari dzake garai mamuudza musikana uyu kuti panenge pachipembera vamwe vachifarira gore idzva vamwe vachange vakasunga mazambia vakasuwa.

 

Comment Using Facebook...