Imagine kubudisa 100k pamuchato
Kuhire Kelly Khumalo
Kutengerwa muchato neZbc
Kupindana nezvikwereti nekubroka
Kurovana, kutukana, kurwiswa, kurwara kuonda, kusungisana
Tozorambana after 3 months 🤷♀️
Hondo yacho yinenge yakasika kupera
The Maphosa’s Season 1.