Makadini Hama Dzangu . Ndinehurombo kuzivisai mose kuti Zvemangoma zvaramba ndashingaira asi ndakundwa haa ndasiyana nazvo.
Ndavhura Sangano rangu rinonzi IYAWOZVE CHISHANU CHINOYERA , Rinotungamirwa na madzibaba Pamykoro.
Kubatsirwa mahara kune, VeUchiko , Rushambwa , se nyaya dzemudzimba uko ndine calling, Nezvirwere
Ma go back to sender ndobhadharisa Munditsigirewo , ndakabata England yose ndini izvozvi sangano rangu Rakura
Ndatenda Zvangu tosangana pa Guminembiri
#IYAWOZVE