Home News MAI MUFUNDISI HUTU NECHIKOMBA

MAI MUFUNDISI HUTU NECHIKOMBA

1098
0

 

Mai Mufundisi zvakavakundawo . . . Murume anova mufundisi uyo anoshandira kuMalawi akadzoka kumusha kuzororo ndokuwana mudzimai wake ave kugara nemumwe murume waanoti “Sekuru, Madyira(panze)”. Mai Mufundisi vanoti havana zvimwe zvavaigona kuita nekuti vange “vaomerwa uye mazuva ange awanda”. Ngatinzwei vaviri ava vachipa mativi avo panyaya iyi

Watch video

https://fb.watch/a81aznk-eU/