Home Entertainment Ricky Fire on fire

Ricky Fire on fire

68
0

Throwing cans on the stage has become a thing in Zimdancehall, despite it affecting a lot of artists fans continue to air out their frustrations by throwing such.

Ricky Fire recently disciplined a fan who had attacked him on stage by throwing a can.

He later on posted a message which said:

Lazzie T Chapo ndiudzewo kana ndakaita wrong apo 👇🏽 i know ndiwe one munhu anotaura chokwadi no matter muri mafesi or not hauna side .

Munhu uyo akakanda can akazvitinya kuseri kwevanhu but ndakabva ndamuona nemaziso emweya . Saka ndakazonomupindira muchaunga imomo ndikamudhonzera pa stage. Sometimes vanhu vanoda kumboratidzwa chi gindagoriya .

Pliz guys tell me kana ndiri wrong apo 👇🏽 nyatsotarisisa can ririkupfuura mumusoro mangu iro Godfatha Templemanfire Simba WekwaMutandwaHavok ZWPunchstar entertainment